Isaya 45:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kuti vanhu vaziveKubva kumabvazuva kusvika kumaviriraKuti hakuna mumwe kunze kwangu.+ Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 45:6 Uprofita hwaIsaya II, pp. 80-81
6 Kuti vanhu vaziveKubva kumabvazuva kusvika kumaviriraKuti hakuna mumwe kunze kwangu.+ Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe.+