-
Isaya 61:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
61 Mweya waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+
Nekuti Jehovha akandizodza kuti ndizivise vanyoro mashoko akanaka.+
Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,
Kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwa
Uye nezvekusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa,+
-