Isaya 66:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ruoko rwangu ndirwo rwakagadzira zvinhu zvese izvi,Uye uku ndiko kuvapo kwazvakaita,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+ “Saka ndichatarisa kumunhu uyu,Kuna iye anozvininipisa neakasuruvara uyo anodedereswa neshoko* rangu.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 66:2 Kupupurira Kwazvo, p. 49 Uprofita hwaIsaya II, pp. 391-392
2 “Ruoko rwangu ndirwo rwakagadzira zvinhu zvese izvi,Uye uku ndiko kuvapo kwazvakaita,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+ “Saka ndichatarisa kumunhu uyu,Kuna iye anozvininipisa neakasuruvara uyo anodedereswa neshoko* rangu.+