Jeremiya 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zvanzi naJehovha: “Madzitateguru enyu akawana mhosva ipi pandiri,+Yakaita kuti aende kure neni zvakadaro,Akafamba achitevera zvidhori zvisina zvazvinobatsira,+ naiwo akavawo vanhu vasina zvavanobatsira?+
5 Zvanzi naJehovha: “Madzitateguru enyu akawana mhosva ipi pandiri,+Yakaita kuti aende kure neni zvakadaro,Akafamba achitevera zvidhori zvisina zvazvinobatsira,+ naiwo akavawo vanhu vasina zvavanobatsira?+