Jeremiya 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndakabva ndati: “Maiwee Changamire Ishe Jehovha! Chokwadi makanyengera chaizvo vanhu ava+ pamwe chete neJerusarema muchiti, ‘Muchava nerugare,’+ ipo pahuro dzedu paine bakatwa.”* Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:10 Nharireyomurindi,3/15/2007, p. 9
10 Ndakabva ndati: “Maiwee Changamire Ishe Jehovha! Chokwadi makanyengera chaizvo vanhu ava+ pamwe chete neJerusarema muchiti, ‘Muchava nerugare,’+ ipo pahuro dzedu paine bakatwa.”*