Jeremiya 10:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Munhu wese ari kuita zvinhu asingafungi uye achiratidza kuti haana ruzivo. Vapfuri vese vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+Nekuti mifananidzo yavo yesimbi* ndeyenhema,Uye haina mweya* mairi.+
14 Munhu wese ari kuita zvinhu asingafungi uye achiratidza kuti haana ruzivo. Vapfuri vese vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+Nekuti mifananidzo yavo yesimbi* ndeyenhema,Uye haina mweya* mairi.+