Jeremiya 11:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 kuti ndizadzise mhiko yandakapikira madzitateguru enyu, yekuti ndiape nyika inoyerera uchi nemukaka,+ sezvazviri nhasi.’”’” Ndakabva ndapindura kuti: “Ameni,* haiwa Jehovha.”
5 kuti ndizadzise mhiko yandakapikira madzitateguru enyu, yekuti ndiape nyika inoyerera uchi nemukaka,+ sezvazviri nhasi.’”’” Ndakabva ndapindura kuti: “Ameni,* haiwa Jehovha.”