Jeremiya 19:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinotyisa uye chinhu chinoita kuti vanhu varidze muridzo. Munhu wese achapfuura nemariri acharamba akatarisa achitya uye acharidza muridzo pamusoro pematambudziko aro ese.+
8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinotyisa uye chinhu chinoita kuti vanhu varidze muridzo. Munhu wese achapfuura nemariri acharamba akatarisa achitya uye acharidza muridzo pamusoro pematambudziko aro ese.+