Jeremiya 20:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti pese pandinotaura, ndinofanira kushevedzera uye kuzivisa kuti,“Mhirizhonga nekuparadzwa!” Shoko raJehovha riri kuita kuti nditukwe uye ndinyombwe zuva rese.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 20:8 Jeremiya, p. 118
8 Nekuti pese pandinotaura, ndinofanira kushevedzera uye kuzivisa kuti,“Mhirizhonga nekuparadzwa!” Shoko raJehovha riri kuita kuti nditukwe uye ndinyombwe zuva rese.+