-
Jeremiya 25:30Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
30 “Uye unofanira kuprofita kwavari mashoko aya ese, woti kwavari,
‘Jehovha achadzvova ari kumusoro,
Uye achaita kuti inzwi rake rinzwike ari kunzvimbo yake tsvene yaanogara.
Nzvimbo yake yaanogara achaidzvovera zvine simba.
Achaimba rwiyo rwekukunda vagari vese vepanyika,
Achishevedzera sevaya vari kutsika-tsika muchisviniro chewaini.’
-