Jeremiya 27:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake.
6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake.