Jeremiya 31:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndiri kuvadzosa kubva kunyika yekuchamhembe.+ Ndichavaunganidza vachibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+ Pakati pavo pachava nemapofu nevakaremara,+Mukadzi ane pamuviri pamwe chete neari kusununguka. Vachadzoka kuno vari ungano huru.+
8 Ndiri kuvadzosa kubva kunyika yekuchamhembe.+ Ndichavaunganidza vachibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+ Pakati pavo pachava nemapofu nevakaremara,+Mukadzi ane pamuviri pamwe chete neari kusununguka. Vachadzoka kuno vari ungano huru.+