Jeremiya 32:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 ‘Ndichavaunganidza kubva kunyika dzese dzandakavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndakagumbuka, uye ndakashatirwa kwazvo,+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vasina chekutya.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 32:37 Nharireyomurindi,3/15/1995, pp. 13-14
37 ‘Ndichavaunganidza kubva kunyika dzese dzandakavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndakagumbuka, uye ndakashatirwa kwazvo,+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vasina chekutya.+