Jeremiya 33:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘andichazadzisa vimbiso yakanaka yandataura pamusoro peimba yaIsraeri neimba yaJudha.+
14 “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘andichazadzisa vimbiso yakanaka yandataura pamusoro peimba yaIsraeri neimba yaJudha.+