-
Jeremiya 48:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Kubva vachiri vadiki, vaMoabhi vanga vakagara zvakanaka,
Sewaini yakagara pamasese.
Havasati vambodururwa kubva mune mumwe mudziyo vachiiswa mune mumwe,
Uye havana kumbobvira vatapwa.
Ndokusaka manakiro avo parurimi asina kumbochinja,
Uye kunhuhwirira kwavo kusina kuchinja.
-