Jeremiya 51:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Nekuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.* Inguva yekumutsika-tsika zvakasimba. Nguva yekukohwa ichamusvikira pasina nguva.”
33 Nekuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.* Inguva yekumutsika-tsika zvakasimba. Nguva yekukohwa ichamusvikira pasina nguva.”