Ezekieri 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zuva iroro ndakapika kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndichivaendesa kunyika yandakavatsvagira, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Yaiva nyika yakanaka kupfuura dzimwe dzese.* Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 20:6 Nharireyomurindi,10/15/2012, pp. 24-25
6 Zuva iroro ndakapika kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndichivaendesa kunyika yandakavatsvagira, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Yaiva nyika yakanaka kupfuura dzimwe dzese.*