Ezekieri 20:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Ndichakubvisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga mapararira kwadziri ndichishandisa ruoko rune simba uye rwakatambanudzwa, ndakatsamwa zvikuru.+
34 Ndichakubvisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga mapararira kwadziri ndichishandisa ruoko rune simba uye rwakatambanudzwa, ndakatsamwa zvikuru.+