Ezekieri 26:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Nekuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Ndiri kuunza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kubva kuchamhembe kuti arwise Tire;+ iye ndimambo wemadzimambo,+ uye ane mabhiza+ nengoro dzehondo,+ nevarwi vanotasva mabhiza, neuto rine varwi vakawanda. Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 26:7 Nharireyomurindi,9/15/1988, p. 22
7 “Nekuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Ndiri kuunza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kubva kuchamhembe kuti arwise Tire;+ iye ndimambo wemadzimambo,+ uye ane mabhiza+ nengoro dzehondo,+ nevarwi vanotasva mabhiza, neuto rine varwi vakawanda.