Ezekieri 29:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ndiri kupa Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi nyika yeIjipiti,+ uye achatakura pfuma yayo, oipamba nekuitorera zvinhu zvayo zvizhinji; uye zvichava mubhadharo weuto rake.’ Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 29:19 Nharireyomurindi,8/1/2007, p. 9
19 “Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ndiri kupa Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi nyika yeIjipiti,+ uye achatakura pfuma yayo, oipamba nekuitorera zvinhu zvayo zvizhinji; uye zvichava mubhadharo weuto rake.’