Ezekieri 37:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Vachagara munyika yandakapa mushumiri wangu Jakobho, maigara madzitateguru enyu,+ uye vachagara mairi nekusingaperi,+ ivo nevana vavo nevazukuru vavo;+ uye mushumiri wangu Dhavhidhi achava jinda ravo nekusingaperi.+
25 Vachagara munyika yandakapa mushumiri wangu Jakobho, maigara madzitateguru enyu,+ uye vachagara mairi nekusingaperi,+ ivo nevana vavo nevazukuru vavo;+ uye mushumiri wangu Dhavhidhi achava jinda ravo nekusingaperi.+