Ezekieri 43:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, iyi ndiyo nzvimbo yechigaro changu cheumambo+ nenzvimbo yetsoka dzangu,+ yandichagara pakati pevaIsraeri nekusingaperi.+ Vanhu veIsraeri nemadzimambo avo havazosvibisizve zita rangu dzvene+ neunzenza hwavo hwekunamata uye nezvitunha zvemadzimambo avo. Ezekieri Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 43:7 Pfungwa Huru Dzatinowana muBhuku raEzekieri—II w07 8/1 p. 10 ndim. 3 Jehovha Anokomborera Kunamata Kwakachena ip-2 chits. 27
7 Akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, iyi ndiyo nzvimbo yechigaro changu cheumambo+ nenzvimbo yetsoka dzangu,+ yandichagara pakati pevaIsraeri nekusingaperi.+ Vanhu veIsraeri nemadzimambo avo havazosvibisizve zita rangu dzvene+ neunzenza hwavo hwekunamata uye nezvitunha zvemadzimambo avo.
43:7 Pfungwa Huru Dzatinowana muBhuku raEzekieri—II w07 8/1 p. 10 ndim. 3 Jehovha Anokomborera Kunamata Kwakachena ip-2 chits. 27