Dhanieri 2:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Mambo akakwidziridza Dhanieri, akamupa zvipo zvakawanda, akamugadza kuti ave mutongi wedunhu rese reBhabhironi+ uye kuti ave mukuru wemakurukota ehurumende anotungamirira varume vese vakachenjera veBhabhironi.
48 Mambo akakwidziridza Dhanieri, akamupa zvipo zvakawanda, akamugadza kuti ave mutongi wedunhu rese reBhabhironi+ uye kuti ave mukuru wemakurukota ehurumende anotungamirira varume vese vakachenjera veBhabhironi.