Dhanieri 4:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Vagari vese vepanyika havasi chinhu kana vachienzaniswa naye, uye anoita zvaanoda pakati peuto rekudenga nepakati pevagari vepanyika. Hapana angamutadzisa kuita zvaanoda+ kana kumuti, ‘Waitei?’+
35 Vagari vese vepanyika havasi chinhu kana vachienzaniswa naye, uye anoita zvaanoda pakati peuto rekudenga nepakati pevagari vepanyika. Hapana angamutadzisa kuita zvaanoda+ kana kumuti, ‘Waitei?’+