Dhanieri 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Machinda acho aitungamirirwa nemakurukota matatu, uye Dhanieri+ aiva mumwe wamakurukota acho; machinda+ acho aivapa mashoko kuti pasava neanokanganisa zvido zvamambo.
2 Machinda acho aitungamirirwa nemakurukota matatu, uye Dhanieri+ aiva mumwe wamakurukota acho; machinda+ acho aivapa mashoko kuti pasava neanokanganisa zvido zvamambo.