Dhanieri 10:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Zvisinei, ndichakuudza zvinhu zviri muzvinyorwa zvechokwadi. Hapana mumwe anonditsigira zvakasimba pazvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+
21 Zvisinei, ndichakuudza zvinhu zviri muzvinyorwa zvechokwadi. Hapana mumwe anonditsigira zvakasimba pazvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+