Dhanieri 11:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zvandava kukuudza ndezvechokwadi: “Inzwa! MuPezhiya muchamuka mamwe madzimambo matatu, uye wechina achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ese. Pfuma yake paichaita kuti ave nesimba, achaita kuti vanhu vese varwe neumambo hweGirisi.+ Dhanieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:2 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,10/2017, p. 4
2 Zvandava kukuudza ndezvechokwadi: “Inzwa! MuPezhiya muchamuka mamwe madzimambo matatu, uye wechina achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ese. Pfuma yake paichaita kuti ave nesimba, achaita kuti vanhu vese varwe neumambo hweGirisi.+