Hosiya 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Isa hwamanda pamuromo!+ Pane ari kuuya segondo kuzorwisa imba yaJehovha,+Nekuti vakaputsa sungano yangu+ uye havana kuteerera mutemo wangu.+
8 “Isa hwamanda pamuromo!+ Pane ari kuuya segondo kuzorwisa imba yaJehovha,+Nekuti vakaputsa sungano yangu+ uye havana kuteerera mutemo wangu.+