Amosi 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti ndiye akaumba makomo+ uye akasika mhepo;+Anoudza munhu pfungwa dzake,Anochinja mambakwedza kuti ave rima,+Uye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+Iye anonzi Jehovha Mwari wemauto.”
13 Nekuti ndiye akaumba makomo+ uye akasika mhepo;+Anoudza munhu pfungwa dzake,Anochinja mambakwedza kuti ave rima,+Uye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+Iye anonzi Jehovha Mwari wemauto.”