-
Amosi 5:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Zvichaitika zuva racho zvichafanana nemurume anotiza shumba osangana nemhuka inonzi bheya,
Uye paanopinda mumba obatirira kumadziro, anobva arumwa nenyoka.
-