Zekariya 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ivo vakabva vati kungirozi yaJehovha yakanga yakamira pakati pemiti yemikute: “Tafamba munyika, uye taona kuti nyika yese ine runyararo uye haina chiri kunetsa.”+ Zekariya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:11 Nharireyomurindi,6/15/1989, p. 30
11 Ivo vakabva vati kungirozi yaJehovha yakanga yakamira pakati pemiti yemikute: “Tafamba munyika, uye taona kuti nyika yese ine runyararo uye haina chiri kunetsa.”+