Zekariya 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura panguva yemasutso.* Jehovha ndiye anoita kuti pave nemakore emvura ine dutu,Ndiye anovanayisira mvura,+Uye ndiye anopa vese zvinomera mumunda.
10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura panguva yemasutso.* Jehovha ndiye anoita kuti pave nemakore emvura ine dutu,Ndiye anovanayisira mvura,+Uye ndiye anopa vese zvinomera mumunda.