Mateu 11:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mapofu ava kuona,+ vanokamhina vava kufamba zvakanaka, vane maperembudzi+ vari kucheneswa uye matsi dzava kunzwa, vakafa vari kumutswa, uye varombo vari kuudzwa mashoko akanaka.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:5 Jesu—Nzira, p. 96 Nharireyomurindi,7/1/1997, p. 6
5 Mapofu ava kuona,+ vanokamhina vava kufamba zvakanaka, vane maperembudzi+ vari kucheneswa uye matsi dzava kunzwa, vakafa vari kumutswa, uye varombo vari kuudzwa mashoko akanaka.+