Mateu 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nemuminda yezviyo* paSabata. Vadzidzi vake vakatanga kunzwa nzara, ndokutanga kutemha hura dzezviyo vachidya.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:1 Jesu—Nzira, p. 76 Nharireyomurindi,11/15/1997, p. 28
12 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nemuminda yezviyo* paSabata. Vadzidzi vake vakatanga kunzwa nzara, ndokutanga kutemha hura dzezviyo vachidya.+