-
Mateu 12:47Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
47 Saka mumwe munhu akati kwaari: “Ona! Amai vako nevanin’ina vako vakamira panze; vari kuda kutaura newe.”