Mateu 13:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 kuti azadzise zvakataurwa nekumuprofita uya akati: “Ndichashama muromo wangu ndichishandisa mifananidzo; ndichazivisa zvinhu zvakavanzwa kubvira pakutanga.”*+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:35 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 119/1/2002, pp. 13-14 “Muteveri Wangu,” p. 119
35 kuti azadzise zvakataurwa nekumuprofita uya akati: “Ndichashama muromo wangu ndichishandisa mifananidzo; ndichazivisa zvinhu zvakavanzwa kubvira pakutanga.”*+