-
Mateu 25:34Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
34 “Mambo achabva ati kune vaya vari kurudyi rwake: ‘Uyai, imi makakomborerwa naBaba vangu, garai nhaka yeUmambo hwamakagadzirirwa kubvira pakuvambwa kwenyika.
-