Mateu 27:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 vachiti: “Ndiweka wekuda kupaza temberi woivaka mumazuva matatu,+ chizviponesa! Kana uri mwanakomana waMwari, buruka padanda rekutambudzirwa!”*+
40 vachiti: “Ndiweka wekuda kupaza temberi woivaka mumazuva matatu,+ chizviponesa! Kana uri mwanakomana waMwari, buruka padanda rekutambudzirwa!”*+