Mako 5:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Saka vakasvika pamba pemukuru aitungamirira sinagogi, uye akaona riri zhowezhowe, vanhu vachichema uye vachiridza mhere.+
38 Saka vakasvika pamba pemukuru aitungamirira sinagogi, uye akaona riri zhowezhowe, vanhu vachichema uye vachiridza mhere.+