Mako 12:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Munyori wacho akati kwaari: “Mudzidzisi, mataura zvakanaka uye mataura zvinoenderana nechokwadi chekuti, ‘Iye ndiye mumwe chete, uye hakuna mumwe kunze kwake’;+
32 Munyori wacho akati kwaari: “Mudzidzisi, mataura zvakanaka uye mataura zvinoenderana nechokwadi chekuti, ‘Iye ndiye mumwe chete, uye hakuna mumwe kunze kwake’;+