Ruka 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 sekunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko emuprofita Isaya, kuti: “Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti: ‘Gadzirai nzira yaJehovha!* Itai kuti migwagwa yake iti twasu.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:4 Uprofita hwaIsaya I, pp. 399-401
4 sekunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko emuprofita Isaya, kuti: “Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti: ‘Gadzirai nzira yaJehovha!* Itai kuti migwagwa yake iti twasu.+