Ruka 4:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Mweya waJehovha* uri pandiri, nekuti akandizodza kuti ndizivise varombo mashoko akanaka. Akandituma kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwa uye nezvekusvinudzwa kwemaziso kumapofu, kuti ndisunungure vakadzvinyirirwa,+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:18 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2019, pp. 10-13 Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),nha. 2 2017, p. 12 Zvidzidzo zvemuBhaibheri, p. 184 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 1010/1/2008, p. 53/1/1991, p. 28 Uprofita hwaIsaya II, p. 322 “Rugwaro Rwose,” p. 192 “Ndini Wacho” Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu—Mavhidhiyo Jesu anorambwa muNazareta (gnj 3 26:20-30:48)
18 “Mweya waJehovha* uri pandiri, nekuti akandizodza kuti ndizivise varombo mashoko akanaka. Akandituma kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwa uye nezvekusvinudzwa kwemaziso kumapofu, kuti ndisunungure vakadzvinyirirwa,+
4:18 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2019, pp. 10-13 Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),nha. 2 2017, p. 12 Zvidzidzo zvemuBhaibheri, p. 184 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 1010/1/2008, p. 53/1/1991, p. 28 Uprofita hwaIsaya II, p. 322 “Rugwaro Rwose,” p. 192