Ruka 6:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Akafanana nemumwe murume aivaka imba, ndokuchera achidzika pasi chaipo, akaisa faundesheni yacho paruware. Mafashamo paakauya, rwizi rwaiuya ruchirovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakatadza kuizunungusa, nekuti yakanga yakanyatsovakwa.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:48 Nharireyomurindi,11/1/2008, pp. 29-311/1/2007, p. 3210/1/1990, p. 24
48 Akafanana nemumwe murume aivaka imba, ndokuchera achidzika pasi chaipo, akaisa faundesheni yacho paruware. Mafashamo paakauya, rwizi rwaiuya ruchirovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakatadza kuizunungusa, nekuti yakanga yakanyatsovakwa.+