Ruka 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene* zveUmambo hwaMwari, asi vamwe vese vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuitira kuti kunyange vachitarisa, vanotarisa pasina, uye kunyange vachinzwa, havabati zviri kutaurwa.+
10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene* zveUmambo hwaMwari, asi vamwe vese vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuitira kuti kunyange vachitarisa, vanotarisa pasina, uye kunyange vachinzwa, havabati zviri kutaurwa.+