Ruka 12:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:20 Nharireyomurindi,8/1/2007, p. 28
20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+