Ruka 16:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Tenzi wemutariri wacho akamurumbidza, kunyange zvazvo akanga asina kururama, nekuti akaratidza uchenjeri;* nekuti vanakomana venyika ino vanoita zvinhu neuchenjeri kuchizvarwa chavo kupfuura vanakomana vechiedza.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 16:8 Rongera Ramangwana Neuchenjeri jy chits. 87
8 Tenzi wemutariri wacho akamurumbidza, kunyange zvazvo akanga asina kururama, nekuti akaratidza uchenjeri;* nekuti vanakomana venyika ino vanoita zvinhu neuchenjeri kuchizvarwa chavo kupfuura vanakomana vechiedza.+