Johani 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:23 Uprofita hwaIsaya I, pp. 399-401 Kukurukurirana, p. 374
23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+