Johani 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kutongwa kuchabva pane izvi: kuti chiedza chakauya munyika,+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza, nekuti mabasa avo akanga akaipa. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:19 Jesu—Nzira, pp. 44-45 Nharireyomurindi,4/1/1993, pp. 13-158/1/1991, pp. 8-13
19 Kutongwa kuchabva pane izvi: kuti chiedza chakauya munyika,+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza, nekuti mabasa avo akanga akaipa.