Johani 3:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Munhu wese ane mwenga ndiye murume ari kuchata.+ Asi shamwari yemurume ari kuchata painosimuka yomunzwa, inofara chaizvo nekuti inenge yanzwa inzwi rake. Saka mufaro wangu wazadziswa. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:29 Nharireyomurindi (Yekudzidza),8/2019, p. 30 Jesu—Nzira, p. 46 Nharireyomurindi,3/15/1990, p. 24
29 Munhu wese ane mwenga ndiye murume ari kuchata.+ Asi shamwari yemurume ari kuchata painosimuka yomunzwa, inofara chaizvo nekuti inenge yanzwa inzwi rake. Saka mufaro wangu wazadziswa.