Johani 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka vakatora mapazi emichindwe, vakabuda kunomuchingura uye vakatanga kushevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti mumuponese!* Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha,*+ Mambo waIsraeri!”+
13 Saka vakatora mapazi emichindwe, vakabuda kunomuchingura uye vakatanga kushevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti mumuponese!* Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha,*+ Mambo waIsraeri!”+